Amos 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndicatuma mŋoto kuruȿiŋgo rweGaza, ucapedza dzimba dzaro dzoʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndichatuma moto pamusoro pamasvingo eGaza uchaparadza nhare dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka iniwo ndichatumira moto kurusvingo rweGaza, ucharoromesa nzvimbo dzaro dzokuzvidzivirira nadzo muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndichatuma moto kurusvingo rweGaza, uchapedza dzimba dzaro dzoushe.
Shona 2009?
Asi ndichatuma moto kurusvingo rweGaza, uchapedza dzimba dzaro dzoushe.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndichatuma moto kurusvingo rweGaza, uchapedza dzimba dzaro dzoushe.