Amos 1:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparadza ʋagere Ashdodi nowakaɓata tȿimbo yoʋushe paAshkeroni; ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu kurwa naEkroni; ʋakasara ʋaʋaFiristia ʋacaparadzwa — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza mambo weAshidhodhi uye nouyo akabata tsvimbo youshe muAshikeroni. Ndichatambanudzira ruoko rwangu kuti ndirwise Ekironi kusvikira vaFiristia vose vapera kufa,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichatsakatisa vagari veAshidhodhi naiye ane umambo kuAshikeroni. Nesimba roruoko rwangu, ndicharanga guta reEkironi, marimbirimbi akasara avaFirisitia achaparara,” ndizvo zviri kutaura TENZI Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaparadza vagere Ashidhodhi noakabata tsvimbo youshe paAshikeroni; ndichatambanudzira ruoko rwangu kurwa naEkironi; vakasara vavaFirisitia vachaparadzwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Ndichaparadza vagere Ashidhodhi nowakabata tsvimbo youshe paAshikeroni; ndichatambanudzira ruoko rwangu kurwa naEkironi; vakasara vavaFirisitia vachaparadzwa," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaparadza vagere Ashidhodhi nowakabata tsvimbo youshe paAshikeroni; ndichatambanudzira ruoko rwangu kurwa naEkironi; vakasara vavaFirisitia vachaparadzwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha.