Amos 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakuɓuɗisai ʋo munyika yeEgipita, ndikakufambisai murenje makore makumi manna, kuti mundopiwa nyika yaʋaAmori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakakubudisa kubva muIjipiti, ndikakutungamirira kwamakore makumi mana murenje, kuti ndikupe nyika yavaAmori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye ndakakuburitsai munyika yeIjipiti ndikakutungamirirai kwamakore makumi mana murenje, kuti mundotora nyika yavaAmori muiite yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakubudisaiwo munyika yeIjipiti, ndikakufambisai murenje makore makumi mana, kuti mundopiwa nyika yavaAmori.
Shona 2009?
Ndakakubudisaiwo munyika yeIjipiti, ndikakufambisai murenje makore makumi mana, kuti mundopiwa nyika yavaAmori.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakubudisaiwo munyika yeIjipiti, ndikakufambisai murenje makore makumi mana, kuti mundopiwa nyika yaVaAmori.