Amos 2:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakamutsa ʋo ʋaprofita pakati paʋanakomana ʋenyu, naʋaNaziri pakati pamajaya enyu. Ha ndiɀo here, imi ʋana ʋaIsraeri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakamutsawo vaprofita kubva pakati pavanakomana venyu, navaNaziri kubva pakati pamajaya enyu. Ichi hachisi chokwadi here, nhai vanhu veIsraeri?” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaita kuti vamwe vevana venyu vakomana vave vaporofita, uye kuti mamwe majaya enyu ave vaNazari. Hazvisiri izvo chaizvoizvo izvi here, nhaimi vanhu veIsiraeri?” Ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakamutsawo vaporofita pakati pavanakomana venyu, navaNaziri pakati pavanakomana venyu, navaNaziri pakati pamajaya enyu. Ha ndizvo here, imi vana vaIsiraeri?
Shona 2009?
Ndakamutsawo vaporofita pakati pavanakomana venyu, navaNaziri pakati pavanakomana venyu, navaNaziri pakati pamajaya enyu. Handizvo here, imwi vana vaIsiraeri?
Shona SUB 2002 Bible
Ndakamutsawo vaporofita pakati pavanakomana venyu, navaNaziri pakati pavanakomana venyu, navaNaziri pakati pamajaya enyu. Handizvo here, imi vana VaIsiraeri?