Amos 2:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomhanyisa ucakoniwa kutiza, unesimba haaŋgasimbisi simba rake, kunyaŋge nemhare haiŋgaɀirwiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanomhanya kwazvo havangapunyuki, vakasimba havangazovi nesimba ravo, uye murwi haangazoponesi upenyu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanozviti ndivo vamhanyi chaivo, zvokumhanya izvozvo zvichavaperera, vane simba, simba racho richapera, kunyangewo negamba chairo richatadza kuzviponesa upenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anomhanyisa achakoniwa kutiza, anesimba haangasimbisi simba rake, kunyange nemhare haingazvirwiri.
Shona 2009?
Anomhanyisa achakoniwa kutiza, anesimba haangasimbisi simba rake, kunyange nemhare haingazvirwiri.
Shona SUB 2002 Bible
Anomhanyisa achakoniwa kutiza, vane simba havangasimbisi simba ravo, kunyangwe nemhare haingazvirwiri.