Amos 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicaparadza ʋatoŋgi pakati paʋo, nokuʋuraya macinda aʋo ose pamŋe cete naʋo — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza mutongi wake uye ndichauraya makurukota ake pamwe chete naye,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichapfuudza mutongi wacho mukati maro ndigouraya machinda ose omo,” ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichaparadza vatongi pakati pavo; nokuuraya machinda avo ose pamwechete navo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
ndichaparadza vatongi pakati pavo; nokuuraya machinda avo ose pamwechete navo," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
ndichaparadza vatongi pakati pavo; nokuuraya machinda avo ose pamwechete navo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.