Amos 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiʋo ʋanoshuʋa kuʋona guruʋa rapasi pamusoro womurombo, ʋacitsausa nzira yomunhu munyoro; munhu naɓaɓa ʋake ʋacienda ʋose kumusikana mumŋe, kuti ʋamhure zita raŋgu dɀene;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanotsika-tsika pamisoro yavarombo savanotsika paguruva, uye vanoshayisa vakadzvinyirirwa kururamisirwa. Baba nomwanakomana vanorara nomusikana mumwe chete, nokudaro vanosvibisa zita rangu dzvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanotsokodzera varombo musoro muvhu renyika, vachisaidzira varombo kurutivi. Baba nomwanakomana wavo vachitadza nomushandi wechisikana mumwecheteyo, kun'oresa zita rangu rinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndivo vanoshuva kuona guruva rapasi pamusoro womurombo, vachitsausa nzira yomunhu munyoro; munhu nababa vake vachienda vose kumusikana mumwe, kuti vamhure zita rangu dzvene;
Shona 2009?
ndivo vanoshuva kuona guruva rapasi pamusoro womurombo, vachitsausa nzira yomunhu munyoro; munhu nababa vake vachienda vose kumusikana mumwe, kuti vamhure zita rangu dzvene;
Shona SUB 2002 Bible
ndivo vanoshuva kuona guruva rapasi pamusoro womurombo, vachitsausa nzira yomunhu munyoro; munhu nababa vake vachienda vose kumusikana mumwe, kuti vamhure zita rangu dzvene;