Amos 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanoʋata pasi pamaartari ose paŋguʋo dzakatorwa dziciitwa ruɓatso, ʋanonwa waini yaʋakaripiswa mumba maMŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanovata pasi parutivi pearitari imwe neimwe panguo dzakatorwa norubatso. Mumba yamwari wavo vanonwa waini yakatorwa somuripo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoti pasi rare rare pedyo neatari yose yose pahanzu dzavakafanobatiswa navarombo somuripo vachinwira mumba yamwari wavo waini yavanhu vanenge varipiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanovata pasi pamaaritari ose panguo dzakatorwa dzichiitwa rubatso, vanonwa waini yavakaripiswa, mumba maMwari wavo.
Shona 2009?
vanovata pasi pamaaritari ose panguo dzakatorwa dzichiitwa rubatso, vanomwa waini yavakaripiswa, mumba maMwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
vanovata pasi pamaatari ose panguo dzakatorwa dzichiitwa rubatso, vanonwa waini yavakaripiswa, mumba maMwari wavo.