Amos 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai, mupupurire imba yaJakobo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova, Mŋari wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Inzwai izvi, mugopupura pamusoro peimba yaJakobho,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, Mwari Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chinzwa, uzivise vemba yaJakobho,” ndizvo zviri kutaura TENZI Mwari, Mwari wehondo nehondo, “Kuti
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwa, mupupurire imba yaJakobho,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, Mwari wehondo.
Shona 2009?
Inzwa, mupupurire imba yaJakobho," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, Mwari wehondo.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwa, mupupurire imba yaJakobho,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, Mwari wehondo.