Amos 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nezuʋa randicaroʋa Israeri pamsoro pokuɗarika kwaʋo, ndicaroʋa ʋo maartari eBeti‐eri; nyaŋga dzeartari dzicagurwa nokuwira pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pazuva randicharanga Israeri nokuda kwezvivi zvayo, ndichaparadza aritari dzeBheteri; nyanga dzearitari dzichaparadzwa uye dzichawira pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pazuva randicharangira Isiraeri kutadza kwayo, ndichavinga atari dzeBhetieri, zvinenge nyanga zvapaatari yacho zvichagwishurwa zvigoti kwatarara pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti nezuva randicharova Isiraeri pamusoro pokudarika kwavo, ndicharovawo maaritari eBhetieri; nyanga dzearitari dzichagurwa nokuwira pasi.
Shona 2009?
"Nokuti nezuva randicharova Isiraeri pamusoro pokudarika kwavo, ndicharovawo maaritari eBhetieri; nyanga dzearitari dzichagurwa nokuwira pasi.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti nezuva randicharova Isiraeri pamusoro pokudarika kwavo, ndicharovawo maatari eBhetieri; nyanga dzeatari dzichagurwa nokuwira pasi.