Amos 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko hwamanda iŋgaridzwa muguta, ʋanhu ʋakasatya here? Ko guta riŋgawirwa neɀakaipa, Jehova asina‐kuɀiita here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hwamanda ingarira muguta, vanhu vakasatya here? Njodzi painowira guta, ko, haazi Jehovha anenge azviita here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko tsuri ingaridzwe here muguta vanhu vakasatya? Ko guta ringawirwa nenhamo here TENZI asina kutoti zviitike?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko hwamanda ingaridzwa muguta, vanhu vakasatya here? Ko guta ringawirwa nezvakaipa, Jehovha asina kuzviita here?
Shona 2009?
Ko hwamanda ingaridzwa muguta, vanhu vakasatya here? Ko guta ringawirwa nezvakaipa, Jehovha asina kuzviita here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko hwamanda ingaridzwa muguta, vanhu vakasatya here? Ko guta ringawirwa nezvakaipa, Jehovha asina kuzviita here?