Amos 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, Ishe Jehova haaŋgaiti cinhu, asina‐kumboziʋisa ʋaranda ʋake ʋaprofita ɀakaʋanzika ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haaiti chinhu asina kuzivisa varanda vake, vaprofita, zvakavanzika zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari haana chaanomboita asina kutanga ambozivisa vaporofita, varanda vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haangaiti chinhu, asina kumbozivisa varanda vake vaporofita zvakavanzika zvake.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haangaiti chinhu, asina kumbozivisa varanda vake vaporofita zvakavanzika zvake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haangaiti chinhu, asina kumbozivisa varanda vake vaporofita zvakavanzika zvake.