Amos 4:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndicakuitirai iɀi, imi Israeri; ɀino ɀandicakuitirai iɀi, ɀigadzirei kusoŋgana naMŋari wenyu, imi Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo izvi ndizvo zvandichaita kwauri, Israeri, uye nokuti ndichaita izvi kwauri, gadzirira kusangana naMwari wako, iwe Israeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo iwe Isiraeri izvozvo ndizvo zvandichaita kwauri, pamusana pokuti ndichaita izvozvi kwauri chigadzirira kusangana naMwari wako, iwe Isiraeri!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saka ndichakuitirai izvi, imi Isiraeri; zvino zvandichakuitirai izvi, zvigadzirei kusongana naMwari wenyu, imi Isiraeri.”
Shona 2009?
" Saka ndichakuitirai izvi, imwi Isiraeri; zvino zvandichakuitirai izvi, zvigadzirei kusongana naMwari wenyu, imwi Isiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
“Saka ndichakuitirai izvi, imi Isiraeri; zvino zvandichakuitirai izvi, zvigadzirei kusangana naMwari wenyu, imi Isiraeri.”