Amos 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucaɓuɗa napakakoromoka, mumŋe nomumŋe paakatarisana napo; mucarashirwa Harmoni — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchabuda pakarepo mumwe nomumwe, napakakoromoka masvingo, uye mucharasirwa kunze makananga kuHamoni,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchaita zvokutobuda namakapazika rusvingo, mumwe nomumwe wenyu napaakanangana napo muchirasirwa kuMarara,” ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchabuda napakakoromoka, mumwe nomumwe paakatarisana napo; mucharashirwa Harimoni,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Muchabuda napakakoromoka, mumwe nomumwe paakatarisana napo; mucharashirwa Harimoni," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Muchabuda napakakoromoka, mumwe nomumwe paakatarisana napo; mucharashirwa Harimoni,” ndizvo zvinotaura Jehovha.