Amos 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuyai neciɓayiro cokuʋoŋga ceɀakaʋiriswa, muraire ɀipiriso ɀomŋoyo, muɀiparidze; nokuti ndiɀo ɀinokufadzai, imi ʋana ʋaIsraeri — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisai chingwa chine mbiriso sechibayiro chokuvonga muzvirumbidze pamusoro pezvipiriso zvenyu zvokungopa, zvirumbidzei nazvo, imi vaIsraeri, nokuti izvi ndizvo zvamunofarira kuita,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pirai zvenyuka chibayiro chacho chokutenda chezvinhu zvine mbiriso. Paridziraika zvenyu izvozvo zvemipiro yokupa nechido, muzvizuwidze nokuti ndizvo zvamunoda iyemi vanhu veIsiraeri!” Ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uyai nechibayiro chokuvonga chezvakaviriswa, muraire zvipiriso zvomwoyo, muzviparidze; nokuti ndizvo zvinokufadzai, imi vana vaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
uyai nechibayiro chokuvonga chezvakaviriswa, muraire zvipiriso zvomwoyo, muzviparidze; nokuti ndizvo zvinokufadzai, imwi vana vaIsiraeri," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
uyai nechibayiro chokuvonga chezvakaviriswa, muraire zvipiriso zvomwoyo, muzviparidze; nokuti ndizvo zvinokufadzai, imi vana VaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Recommended Reading