Amos 4:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakupai ʋo meno akacena pamaguta enyu ose, nokushaiwa ɀokudya panɀimbo dzenyu dzose; kunyaŋge ɀakaɗaro hamuna‐kudzokera kwandiri — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakakupai matumbu asina chinhu mumaguta makuru ose uye ndikakushayisai chingwa mumaguta maduku ose, kunyange zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakakubatisai paura nenzara mumaguta enyu ose zvawo ndichikushayisai zvokudya munzvimbo dzenyu dzose. Asi imi hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakakupaiwo meno akachena pamaguta enyu ose, nokushaiwa zvokudya panzvimbo dzenyu dzose; kunyange zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Ndakakupaiwo meno akachena pamaguta enyu ose, nokushaiwa zvokudya panzvimbo dzenyu dzose; kunyange zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakakupaiwo meno akachena pamaguta enyu ose, nokushaiwa zvokudya panzvimbo dzenyu dzose; kunyangwe zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.