Amos 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakunyimai ʋo mvura, kukohwa kucigere mŋedzi mitatu; ndikainisa paguta rimŋe, ndikasainisa panerimŋe guta; imŋe nɀimbo ikanisirwa mvura, nɀimbo isina‐kunisirwa mvura ikawoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakamisawo mvura kuti isanaya kwasara mwedzi mitatu kuti mukohwe. Ndakatumira mvura kuguta rimwe chete ndikasanayisa kune rimwe. Mumwe munda wakawana mvura mumwe wakashayiwa uye ukaoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyewo ini ndakamisa mvura kuti irege kunaya kwamuri ipo pachine mwedzi mitatu kuti nguva yokukohwa isvike. Ndaiti pane rimwe guta ndonayisa zvangu mvura pane rimwewo guta ndorega kuinayisa, mumwe munda uchiniwa nemvura mumwewo unenge usina kunayiwa uchiuna.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakakunyimawo mvura, kukohwa kuchigere mwedzi mitatu; pane rimwe guta; imwe nzvimbo ikanaisirwa mvura, nzvimbo isina kunaisirwa mvura ikaoma.
Shona 2009?
"Ndakakunyimawo mvura, kukohwa kuchigere mwedzi mitatu; pane rimwe guta; imwe nzvimbo ikanaisirwa mvura, nzvimbo isina kunaisirwa mvura ikaoma.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakakunyimawo mvura, kukohwa kuchigere mwedzi mitatu; pane rimwe guta; imwe nzvimbo ikanaisirwa mvura, nzvimbo isina kunaisirwa mvura ikaoma.