Amos 4:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanhu ʋa maguta maʋiri kana matatu ʋakadzuŋgairira kunerimŋe guta kundonwa mvura, ʋakasaguŋgwa; kunyaŋge ɀakaɗaro hamuna‐kudzokera kwandiri — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakadzedzereka vachibva kune rimwe guta vachienda kune rimwe kundotsvaka mvura, asi havana kuwana yaivaringana kuti vanwe, kunyange zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro vamaguta maviri kana matatu vaizodzungaira kuenda kuguta rimwechete vachitsvaka mvura yokunwa vasingawane mvura yakakwana. Asi imi hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vanhu vamaguta maviri kana matatu vakadzungairira kune rimwe guta kundonwa mvura, vakasagungwa; kunyange zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Naizvozvo vanhu vamaguta maviri kana matatu vakadzungairira kune rimwe guta kundomwa mvura, vakasagungwa; kunyange zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vanhu vamaguta maviri kana matatu vakadzungairira kune rimwe guta kundonwa mvura, vakasagungwa; kunyangwe zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.