Amos 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀamunotsika murombo pasi, mucitora kwaari muripo weɀiyo, imi makaʋaka dzimba dzamabge akaʋezwa, asi hamuŋgagari’mo, makasima minda yemizambiriŋga inofadza, asi hamuŋganwi waini yayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munotsika pamusoro pomurombo muchimumanikidza kuti akupei zviyo. Naizvozvo, kunyange makavaka dzimba huru dzamabwe, hamungagari madziri; kunyange makasima minda yakasvibira yemizambiringa, hamunganwi waini yayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo, pamusana pokuti imi munotsokodzera pasi murombo muchimumanikidza kuti atokupai chete koroni, dzimba dzamakavaka dzamabwe akavezwa, hamudzigari mukasimaka imi munda yakanakisa yamagirepisi, asi hamusi kuzonwa waini yaiwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvamunotsika murombo pasi, muchitora dzimba dzamabwe akavezwa, asi hamungagarimo, makasima minda yemidzambiringa inofadza, asi hamunganwi waini yayo.
Shona 2009?
Zvino zvamunotsika murombo pasi, muchitora dzimba dzamabwe akavezwa, asi hamungagarimo, makasima minda yemizambiringa inofadza, asi hamungamwi waini yayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zvamunotsika murombo pasi, muchitora dzimba dzamabwe akavezwa, asi hamungagarimo, makasima minda yemizambiringa inofadza, asi hamunganwi waini yayo.