Amos 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoziʋa kuti kuɗarika kwenyu kuzhinji, ʋuye kuti ɀiʋi ɀenyu ɀikuru, kwaɀo, iyemi, munomanikidza ʋakarurama, munogamucira fufuro, muciramba unoshaiwa pasuʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoziva kuwanda kwemhosva dzenyu nokukura kwakaita zvivi zvenyu. Munodzvinyirira vakarurama uye munotora fufuro, uye munoshayisa varombo kururamisirwa pamatare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ndinoziva ini kuwanda kwezvamakakanganisa nokukura kwakaita zvitadzo zvenyu, iyemi munoonesa ndondo vakarurama, munogamuchira pfumbamuromo padare muchiti kumunhu ane nhuna dzaanadzo tibvire pano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoziva kuti kudarika kwenyu kuzhinji, uye kuti zvivi zvenyu zvikuru, kwazvo, iyemi, munomanikidza vakarurama, munogamuchira fufuro, muchiramba anoshaiwa pasuo.
Shona 2009?
Nokuti ndinoziva kuti kudarika kwenyu kuzhinji, uye kuti zvivi zvenyu zvikuru, kwazvo, iyemi, munomanikidza vakarurama, munogamuchira fufuro, muchiramba anoshaiwa pasuo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoziva kuti kudarika kwenyu kuzhinji, uye kuti zvivi zvenyu zvikuru, kwazvo, iyemi, munomanikidza vakarurama, munogamuchira fufuro, muchiramba anoshaiwa pasuwo.