Amos 5:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhai imba yaIsraeri, makandiʋigira ɀiɓayiro neɀipo murenje makore anamakumi manna here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Makandivigira zvibayiro nezvipiriso makore makumi mana muri murenje here, nhai imba yaIsraeri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ko makambouya here kwandiri nezvibayiro kana nemipiro kwamakumi mana amakore amakanga muri murenje, nhaimi vemba yaIsiraeri?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nhai imba yaIsiraeri, makandivigira zvibayiro nezvipo murenje makore ana makumi mana here?
Shona 2009?
"Nhai imba yaIsiraeri, makandivigira zvibayiro nezvipo murenje makore ana makumi mana here?
Shona SUB 2002 Bible
“Nhai imba yaIsiraeri, makandivigira zvibairo nezvipo murenje makore ana makumi mana here?