Amos 5:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, makatakura Sikuti mambo wenyu, neKijuni ɀifananidzo ɀenyu, iyo nyeredzi yamŋari wenyu, wamakaɀiitira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makasimudzira temberi yamambo wenyu, chitsiko chezvifananidzo zvenyu, nyeredzi yamwari wenyu, wamakazvigadzirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi muchatakura zvifananidzo zvenyu zvokunamata zvamakazvigadzirira zvinoti Sakuti, mambo wenyu naKaiwani, mwari wenyu wenyenyedzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, makatakura Sikuti mambo wenyu, neKijuni zvifananidzo zvenyu, iyo nyeredzi yamwari wenyu, wamakazviitira.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, makatakura Sikuti mambo wenyu, neKijuni zvifananidzo zvenyu, iyo nyeredzi yamwari wenyu, wamakazviitira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, makatakura Sikuti mambo wenyu, neKijuni zvifananidzo zvenyu, iyo nyenyedzi yamwari wenyu, wamakazviitira.