Amos 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Paimba yaIsraeri guta, rakaɓuɗa kundorwa naʋanecuru camazana, ricasara nezana roga, ʋuye rakaɓuɗa nezana ricasara negumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Guta richaendesa varwi chiuru vakasimba pakati peIsraeri richasarirwa nezana chete; guta richaendesa varwi zana vakasimba richasarirwa negumi chete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti zvanzi naTENZI Mwari, “Guta rakabuda chiuru chavarwi, richasara rava nezana revarwi, uye rakabudawo zana revarwi richasara rava navarwi gumi vokumba kwaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Paimba yaIsiraeri guta, rakabuda kundorwa navane chiuru chamazana, richasara nezana roga, uye rakabuda nezana richasara negumi.”
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, "Paimba yaIsiraeri guta, rakabuda kundorwa navane chiuru chamazana, richasara nezana roga, uye rakabuda nezana richasara negumi."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Paimba yaIsiraeri guta, rakabuda kundorwa navane chiuru chamazana, richasara nezana roga, uye rakabuda nezana richasara negumi.”