Amos 6:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, Jehova unoraira, iye ucakoromora imba huru, neimba ɗuku icaita mitswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha akarayira, uye achaparadza imba huru igoita murwi, nemba duku igoti mwarara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti chionai TENZI atema kuti, zimba guru richaparadzwa kuti warara, kamba kaduku kachisarawo kangova zvimedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tarirai, Jehovha anoraira, iye achakoromora imba huru, neimba duku ichaita mitswe.
Shona 2009?
Nokuti tarirai, Jehovha anoraira, iye achakoromora imba huru, neimba duku ichaita mitswe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tarirai, Jehovha anoraira, iye achakoromora imba huru, neimba duku ichaita mitswe.