Amos 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pfuʋurirai Karne, muʋone; kubva ipapo endai Hamati, iro guta guru; ɀino muende Gati raʋaFiristia; iʋo ʋakakurira ʋushe bgoʋuno here? Nyika yaʋo ihuru kuneyenyu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Endai kuKarine mundoritarisa; muchibvapo moenda kuHamati guta guru, uye mozodzika kuGati muFiristia. Vari nani kupfuura umambo hwenyu huviri here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yambukirai kuguta reKarine, muone zvenyu, mubvepo muende, kuguta reHamati, guta guru, muzodzika kuguta reGati ravaFirisitia. Maguta iwayo ari nani here pane nyika mbiri idzi? Kana kuti iyo nyika yavo, ihuru here pane yenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pfuurirai Karine, muone; kubva ipapo endai Hamati, iro guta guru; zvino muende Gati ravaFirisitia; ivo vakakurira ushe hwohuno here? Nyika yavo ihuru kune yenyu here?
Shona 2009?
Pfuurirai Karine, muone; kubva ipapo endai Hamati, iro guta guru; zvino muende Gati ravaFirisitia; ivo vakakurira ushe hwohuno here? Nyika yavo ihuru kune yenyu here?
Shona SUB 2002 Bible
Pfuurirai Karine, muone; kubva ipapo endai Hamati, iro guta guru; zvino muende Gati ravaFirisitia; ivo vakakurira ushe hwohuno here? Nyika yavo ihuru kune yenyu here?