Amos 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
imi, munoʋata pamibeda yenyaŋga dzenzou, mucizamura paʋuʋato bgenyu, mucidya makwaiana amapoka, nemhuru dziri mukati mecirugu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munovata pamibhedha yenyanga dzenzou, muchizorora pazvigaro zvenyu. Munodya makwayana akaisvonaka nemhuru dzakakodzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
iyemi munorara pamibhedha yomunyanga wenzou, muchitambarara zvenyu muri mumitepfetepfe yezvigaro, muchidya zvenyu nyama, yehwayana dzomuzvirugu, neyemhuru dzomudanga rezvipfuwo;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
imi, munovata pamibhedha yenyanga dzenzou, muchizamura pauvato hwenyu, muchidya makwayana amapoka, nemhuru dziri mukati mechirugu;
Shona 2009?
imwi, munovata pamibhedha yenyanga dzenzou, muchizamura pauvato bwenyu, muchidya makwayana amapoka, nemhuru dziri mukati mechirugu;
Shona SUB 2002 Bible
imi, munovata pamibhedha yenyanga dzenzou, muchizamura pauvato hwenyu, muchidya makwayana amapoka, nemhuru dziri mukati mechirugu;