Amos 6:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ʋarume ʋanegumi ʋakasara muimba imŋe ʋacafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana varume gumi vakasiyiwa muimba imwe chete naivowo vachafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vanhu gumi vakasara mumba imwechete, vachatopafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana varume vane gumi vakasara muimba imwe vachafa.
Shona 2009?
Zvino kana varume vane gumi vakasara muimba imwe vachafa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana varume vane gumi vakasara mumba imwe vachafa.