Amos 7:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Heɀi ɀandakaratidzwa naShe Jehova: Tarira, wakaʋumba mhashu, maɓukira okupedzisira acitaŋga kuɓukira; tarirai, akaŋga ari maɓukira okupedzisira kuceka kwamambo kwapera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvandakaratidzwa naIshe Jehovha: Akanga achigadzirira chimokoto chemhashu mushure mokukohwewa kwomugove wamambo uye mumera wechipiri uchangobuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari akandionesa chiratidzo: Muchiratidzo ichochi ndakaona achisika bute rehwiza mushure mokunge mambo apedza kucheka uswa hwezvipfuwo zvake napanguva yakwakanga kwava kutunga uswiswi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezvi zvandakaratidzwa naIshe Jehovha. Tarira, akawumba mhashu, mabukira okupedzisira achitanga kubukira; tarirai, akanga ari mabukira okupedzisira kucheka kwamambo kwapera.
Shona 2009?
Hezvi zvandakaratidzwa nalshe Jehovha. Tarira, akawumba mhashu, mabukira okupedzisira achitanga kubukira; tarirai, akanga ari mabukira okupedzisira kukohwa kwamambo kwapera.
Shona SUB 2002 Bible
Hezvi zvandakaratidzwa naIshe Jehovha. Tarira, akawumba mhashu, mabukira okupedzisira achitanga kubukira; tarirai, akanga ari mabukira okupedzisira kucheka kwamambo kwapera.