Amos 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Amosi unoti: Jeroboami ucaʋurawa nomunondo, Israeri ʋacatapxa ɀirokwaɀo ʋacibviswa panyika yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti izvi ndizvo zviri kutaurwa naAmosi: “ ‘Jerobhoamu achafa nomunondo, uye Israeri ichaenda muutapwa, zvirokwazvo kure nenyika yavo yechizvarwa.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Amosi ari kuti, “ ‘Jerobhoamu achafa rufu rwebakatwa rehondo, uye kuti vokwaIsiraeri, vachatoendwa navo chete kuutapwa kure nenyika yavo.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Amosi anoti, ‘Jerobhoami achaurawa nomunondo, Isiraeri vachatapwa zvirokwazvo vachibviswa panyika yavo.’ ”
Shona 2009?
Nokuti Amosi anoti, `Jerobhoami achaurawa nomunondo, Isiraeri vachatapwa zvirokwazvo vachibviswa panyika yavo.' "
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Amosi anoti, ‘Jerobhoamu achaurayiwa nomunondo, Isiraeri vachatapwa zvirokwazvo vachibviswa panyika yavo.’ ”