Amos 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Amazia akati ʋo kunaAmosi: Iwe muʋoni, enda, utizire kunyika yaJuda, undodya’po ɀokudya, uprofite’po;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Amazia akati kuna Amosi, “Ibva muno, iwe muoni! Dzokera kunyika yeJudha. Uzviwanire zvokudya zvakoikoko uchiprofita ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amaziya akati kuna Amosi, “Iwe muoni chibva, utizire kunyika yokwaJudha uwane chokudya chako ikoko, uchiporofita uri ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Amazia akatiwo kuna Amosi, “Iwe muoni, enda, utizire kunyika yaJudha, undodyapo zvokudya, uporofitepo;
Shona 2009?
Amazia akatiwo kuna Amosi, "Iwe muoni, enda, utizire kunyika yaJudha, undodyapo zvokudya, uporofitepo;
Shona SUB 2002 Bible
Amaziya akatiwo kuna Amosi, “Iwe muoni, enda, utizire kunyika yaJudha, undodyapo zvokudya, uporofitepo;