Amos 7:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Amosi akapindura, akati kunaAmazia: Ini ndakaŋga ndisi muprofita, ndakaŋga ndisi mŋanakomana womuprofita; asi ndakaŋga ndiri mufudzi nomurimi wemiʋonde,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Amosi akapindura Amazia achiti, “Ndakanga ndisiri muprofita, kana mwanakomana womuprofita, asi ndaiva mufudzi nomutariri wemionde yemisikamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amosi ndokupindura Amaziya achiti, “Handisi muporofita ini, kana mumwe webato revaporofita. Asi ndinotova mufudzi nomuchengetedzi weminda yamaonde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Amosi akapindura, akati kuna Amazia, “Ini ndakanga ndisi muporofita, ndakanga ndisi mwanakomana womuporofita; asi ndakanga ndiri mufudzi nomurimi wemionde,
Shona 2009?
Ipapo Amosi akapindura, akati kuna Amazia, "Ini ndakanga ndisi muporofita, ndakanga ndisi mwanakomana womuporofita; asi ndakanga ndiri mufudzi nomurimi wemionde,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Amosi akapindura, akati kuna Amaziya, “Ini ndakanga ndisi muporofita, ndakanga ndisi mwanakomana womuporofita; asi ndakanga ndiri mufudzi nomurimi wemionde,