Amos 7:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iwe cinzwa shoko raJehova: Iwe unoti: Rega kuprofita pamsoro paIsraeri, rega kuɗonhedza shoko pamsoro peimba yaIsaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, chinzwa shoko raJehovha. Iwe unoti, “Usaprofita pamusoro paIsraeri, uye rega kuparidza pamusoro peimba yaIsaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saka zvino chinzwai shoko raTENZI, iyemi muri kuti, ‘Rega kuporofita pamusoro peIsiraeri uye rega kuparidza uchitsoropodza imba yokwaIsaki.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iwe chinzwa shoko raJehovha, iwe unoti, ‘Rega kuporofita pamusoro paIsiraeri, rega kudonhedza shoko pamusoro peimba yaIsaka;’
Shona 2009?
Zvino iwe chinzwa shoko raJehovha, iwe unoti, `Rega kuporofita pamusoro paIsiraeri, rega kudonhedza shoko pamusoro peimba yaIsaka;'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iwe chinzwa shoko raJehovha, iwe unoti, ‘Rega kuporofita pamusoro paIsiraeri, rega kudonhedza shoko pamusoro peimba yaIsaka;’