Amos 7:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino dzakati dzapedza kudya ʋuswa bgenyika, ndikati: Haiwa, Ishe Jehova, cikaŋganwirai henyu; Jakobo uŋgamira seiko, ɀaari muɗuku?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzakati dzapedza zvose zvaiva munyika, ndakadanidzira ndichiti, “Ishe Jehovha chikanganwirai henyu! Ko, Jakobho angararame sei? Muduku kwazvo!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Padzakanga dzapedza kudya uswa kwenyika ino, ini ndakati, “Nhai TENZI Mwari, ndateterera doregererai! Jakobho; angapamire sei chaizvo iye ari mudiki kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino dzakati dzapedza kudya uswa hwenyika, ndikati, “Aiwa, Ishe Jehovha, chikanganwirai henyu; Jakobho angamira seiko, zvaari muduku?”
Shona 2009?
Zvino dzakati dzapedza kudya uswa bwenyika, ndikati, "Aiwa, Ishe Jehovha, chikangamwirai henyu; Jakobho angamira seiko, zvaari muduku?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino dzakati dzapedza kudya uswa hwenyika, ndikati, “Aiwa, Ishe Jehovha, chikanganwirai henyu; Jakobho angamira seiko, zvaari muduku?”