Amos 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Heɀi ɀandakaratidzwa naShe Jehova: Tarirai, tswanda ineɀiɓereko ɀezhezha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvandakaratidzwa naIshe Jehovha: tswanda ine michero yakaibva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari akandionesazve izvi. Ndakaona tswanda yemichero yomuzhizha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezvi zvandakaratidzwa naIshe Jehovha, tarirai, tswanda inezvibereko zvezhizha.
Shona 2009?
Hezvi zvandakaratidzwa naIshe Jehovha, tarirai, tswanda inezvibereko zvezhizha.
Shona SUB 2002 Bible
Hezvi zvandakaratidzwa naIshe Jehovha, tarirai, tswanda ine zvibereko zvezhizha.