Amos 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacadzuŋgaira ʋacibva kuguŋgwa ʋacienda kuguŋgwa, ʋacibva kumsoro ʋacienda mabvazuʋa; ʋacamhanya pose‐pose ʋacitȿaka shoko raJehova, asi haʋaŋgariwani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vachadzedzereka vachibva kugungwa vachienda kune rimwe gungwa, uye vachadzungaira vachibva kumusoro vachienda kumabvazuva, vachitsvaka shoko raJehovha, asi havangariwani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vachadzungaira kubva kune rimwe gungwa kusvikira kune rimwe, kubvawo kuchamhembe kusvikira kumabvazuva, vachamhanya-mhanya kwose kwose vachitsvaga shoko raTENZI, vasingariwane.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachadzungaira vachibva kugungwa vachienda kugungwa, vachibva kumusoro vachienda mabvazuva; vachamhanya pose-pose vachitsvaka shoko raJehovha, asi havangariwani.
Shona 2009?
Vachadzungaira vachibva kugungwa vachienda kugungwa, vachibva kumusoro vachienda mabvazuva; vachamhanya pose-pose vachitsvaka shoko raJehovha, asi havangariwani.
Shona SUB 2002 Bible
Vachadzungaira vachibva kugungwa vachienda kugungwa, vachibva kumusoro vachienda mabvazuva; vachamhanya pose pose vachitsvaka shoko raJehovha, asi havangariwani.