Amos 8:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro mhandara dzakanaka namajaya ʋacaziya nenyota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pazuva iro, mhandara dzakaisvonaka namajaya akasimba vachaziya nenyota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro tsvarakadenga dzemhandara namajaya vachafizuka nenyota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro mhandara dzakanaka namajaya vachaziya nenyota.
Shona 2009?
Nezuva iro mhandara dzakanaka namajaya vachaziya nenyota.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva iro mhandara dzakanaka namajaya vachaziya nenyota.