Amos 8:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti titeŋge ʋarombo nesirveri, naʋanoshaiwa ticipiwa shaŋgu mbiri, ticiteŋgesa makoto eɀiyo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muchitenga varombo nesirivha uye vanoshayiwa neshangu, muchitengesa kunyange makoto pamwe chete negorosi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti titenge varombo nemari tichitengawo neshangu mbiri varombo vasina chavanacho uye kuti titengese kunyange marara zvawo ekoroni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti titenge varombo nesirivha, navanoshaiwa tichipiwa shangu mbiri, tichitengesa makoto ezviyo?”
Shona 2009?
kuti titenge varombo nesirivha, navanoshaiwa tichipiwa shangu mbiri, tichitengesa makoto ezviyo?"
Shona SUB 2002 Bible
kuti titenge varombo nesirivha, navanoshaiwa tichipiwa shangu mbiri, tichitengesa makoto ezviyo?”