Amos 8:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakapika noʋukuru bgaJakobo, aciti: Ɀirokwaɀo, handiŋgatoŋgokaŋganwi rimŋe ramaɓasa aʋo nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha apika noKuzvikudza kwaJakobho achiti, “Handizokanganwi chinhu chipi nechipi zvacho chavakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini TENZI ndinopika neni pachangu wamunodada naye imi vokwaJakobho kuti, “Handimbofa ndakakanganwa kunyange chimwechete zvacho chezvakaipa zvamakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akapika noukuru hwaJakobho, achiti, “Zvirokwazvo, handingatongokanganwi rimwe ramabasa avo nokusingaperi.
Shona 2009?
Jehovha akapika noukuru hwaJakobho, achiti, "Zvirokwazvo, handingatongokangamwi rimwe ramabasa avo nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akapika noukuru hwaJakobho, achiti, “Zvirokwazvo, handingatongokanganwi rimwe ramabasa avo nokusingaperi.