Amos 9:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatadzi ʋose ʋaʋanhu ʋaŋgu ʋacaʋurawa nomunondo, iʋo ʋanoti: Ɀakaipa haɀiŋgatiɓati, haɀiŋgaȿikiri kwatiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatadzi vose pakati pavanhu vangu vachafa nomunondo, vose vanoti, ‘Njodzi haingatiwiri kana kusangana nesu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatadzi vose vari muvanhu vangu, vachafa rufu rwepfumo muhondo, ivavo vanozviti, ‘Hapana chakaipa chichatiwana kana chichatiwira.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatadzi vose vavanhu vangu vachaurawa nomunondo, ivo vanoti, ‘Zvakaipa hazvingatibati, hazvingasvikiri kwatiri.’ ”
Shona 2009?
Vatadzi vose vavanhu vangu vachaurawa nomunondo,
Shona SUB 2002 Bible
Vatadzi vose vavanhu vangu vachaurayiwa nomunondo, ivo vanoti, ‘Zvakaipa hazvingatibati, hazvingasvikiri kwatiri.’ ”