Amos 9:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋaɀitorere ɀakasara ɀaEdomi, namarudzi ose akatumidzwa nezita raŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova, unoita iɀoɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vazvitorere zvakasara zvaEdhomu nendudzi dzose dzine zita rangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, iye achaita zvinhu izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vagotonga chitsama chakasara chokwaEdhomu nevechirudzi vose vanodaidzwa nezita rangu.” Ndizvo zvinotaura TENZI muiti waizvozvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vazvitorere zvakasara zvaEdhomu, namarudzi ose akatumidzwa nezita rangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, anoita izvozvi.
Shona 2009?
kuti vazvitorere zvakasara zvaEdhomu, namarudzi ose akatumidzwa nezita rangu," ndizvo zvinotaura Jehovha, anoita izvozvi.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vazvitorere zvakasara zvaEdhomu, namarudzi ose akatumidzwa nezita rangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, anoita izvozvi.