Amos 9:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋasima panyika yaʋo, haʋaŋgazodzurwi ɀe panyika yaʋo yandakaʋapa — ndiɀo ɀinotaura Jehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichasima Israeri munyika yavo voga, havangazodzurwizve kubva panyika yandakavapa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichavagarisa munyika yavo pasina achazovatamisamozve achivabvisa munyika iyi yandakavapa ini.” Ndizvo zviri kutaura TENZI, Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavasima panyika yavo, havangazodzurwizve panyika yavo yandakavapa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
Ndichavasima panyika yavo, havangazodzurwizve panyika yavo yandakavapa," ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavasima panyika yavo, havangazodzurwizve panyika yavo yandakavapa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari wenyu.