Amos 9:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ʋakatapxa naʋaʋeŋgi ʋaʋo, ndicaraira munondo kundoʋaʋuraya’po; ndicarinzira meso aŋgu kwaʋari kuti ndiʋaitire ɀakaipa, ndirege kuʋaitira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange vakaendeswa kuutapwa navavengi vavo, ikoko ndicharayira munondo kuti uvaparadze. Ndichanan'anidza meso angu pavari kuti ndivaitire zvakaipa, kwete zvakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavengi vavo vakaenda navo kuutapwa, ikoko ndichatuma hondo yebakatwa ivarakatise kuuraya. Ndichangoramba ndati navo nanga nanga kuvaitira zvakaipa kwete zvakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange vakatapwa navavengi vavo, ndicharaira munondo kundovaurayapo; ndicharinzira meso angu kwavari kuti ndivaitire zvakaipa, ndirege kuvaitira zvakanaka.”
Shona 2009?
Kunyange vakatapwa navavengi vavo, ndicharaira munondo kundovaurayapo, ndicharinzira meso angu kwavari kuti ndivaitire zvakaipa, ndirege kuvaitira zvakanaka."
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe vakatapwa navavengi vavo, ndicharaira munondo kundovaurayapo; ndicharatidza meso angu kwavari kuti ndivaitire zvakaipa, ndirege kuvaitira zvakanaka.”