Amos 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Ishe Jehova wehondo ndiye unogunɀa nyika ikanyauka, ʋose ʋagere’mo ʋacacema; icakwira yose soRwizi, icaɗerera ɀe soRwizi rweEgipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe, Jehovha Wamasimba Ose, iye anobata nyika igonyungudika, navose vagere mairi vagochema, nyika yose inokwira seNairi, uye igoderera serwizi rweIjipiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari wehondo nehondo anoti akagunzva nyika nyika inonyungudika navagari vemo vose vanochema, vose vanotutumuka serwizi rwaNairi vachibva vaserera zvakare seNairi rwokuIjipiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Ishe Jehovha wehondo ndiye unobata nyika ikanyauka, vose vageremo vachachema; ichakwira yose soRwizi, ichadederazve soRwizi rweIjipiti;
Shona 2009?
Nokuti Ishe Jehovha wehondo ndiye unobata nyika ikanyauka, vose vageremo vachachema; ichakwira yose soRwizi, ichadederazve soRwizi rweIjipiti;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Ishe Jehovha wehondo ndiye unobata nyika ikanyauka, vose vageremo vachachema; ichakwira yose soRwizi, ichadederazve soRwizi rweIjipiti;