Colossians 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakatisunuŋgura pasimba rerima, ʋakatiisa muʋushe bgoMŋanakomana woruɗo rwaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akatinunura kubva pasimba rerima uye akatiuyisa kuumambo hwoMwanakomana waanoda,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatinunura kuumambo hwerima vakatiendesa muumambo hwomwanakomana wavo wapamwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muushe hwoMwanakomana worudo rwavo;
Shona 2009?
vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muvushe bwoMwanakomana worudo rwavo;
Shona SUB 2002 Bible
vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muushe hwoMwanakomana worudo rwavo;