Colossians 1:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Ƃaɓa ʋakafara naɀo, kuti kuzara kwose kugare maari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Mwari akafadzwa nazvo kuti uzere hwake hwose hugare maari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti maari umwari huzere hwakafadzwa kuita musha wahwo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Baba vakafara nazvo, kuti kuzara kwose kugare maari,
Shona 2009?
Nokuti Baba vakafara nazvo, kuti kuzara kose kugare maari,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Baba vakafara nazvo, kuti kuzara kwose kugare maari,