Colossians 1:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemi ʋo, kare maiʋa ʋaeni naʋaʋeŋgi pakufuŋga kwenyu pamaɓasa enyu akaipa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kare makanga muri vatorwa kuna Mwari uye maiva vavengi mupfungwa dzenyu nokuda kwetsika dzenyu dzakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino imi makambenge makatsauka, makapanduka mwoyo, muri vezviito zvakashata,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemiwo, kare maiva vaeni navavengi pakufunga kwenyu pamabasa enyu akaipa,
Shona 2009?
Nemivo, kare maiva vaeni navavengi pakufunga kwenyu pamabasa enyu akaipa,
Shona SUB 2002 Bible
Nemiwo, kare maiva vaeni navavengi pakufunga kwenyu pamabasa enyu akaipa,