Colossians 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀamakadzidza kunaEpafrasi, muranda pamŋe cete nesu, unoɗikanwa, mushumiri wakatendeka waKristu nokuɗa kwenyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makazvidzidza kubva kuna Epafrodhito, muranda pamwe chete nesu anodikanwa, mushumuri akatendeka waKristu nokuda kwedu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sokuzvidzidza kwamakaita kuna Epafurasi mushandipamwe nesu wapamwoyo. Mushandi akatendeka waKristu anomirira isu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
sezvamakadzidza kuna Epafirasi, muranda pamwechete nesu, anodikanwa, mushumiri akatendeka waKristu nokuda kwenyu,
Shona 2009?
sezvamakadzidza kunaEpafrasi, muranda pamwe chete nesu, unodikamwa, mushumiri wakatendeka waKristu nokuda kwenyu,
Shona SUB 2002 Bible
sezvamakadzidza kuna Epafirasi, muranda pamwechete nesu, anodikanwa, mushumiri akatendeka waKristu nokuda kwenyu,