Colossians 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoɗa kuti muziʋe kurwa kukuru kwandinako pamsoro penyu, naʋari paRaodikia, naʋose ʋasina‐kumboʋona ciso caŋgu panyama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoda kuti muzive kuti ndiri kurwa sei pamusoro penyu uye naavo vari paRaodhikea, navose vasina kuonana neni pachangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingade ini kuti imi novokuRaodhesia navamwe vose vasati vandiona uso nouso, muzive kuti ndinokutamburirai zvakakura sei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoda kuti muzive kurwa kukuru kwandinako pamusoro penyu, navari paRaodhikia, navose vasina kumboona chiso changu panyama;
Shona 2009?
Nokuti ndinoda kuti muzive kurwa kukuru kwandinako pamusoro penyu, navari paRaodikia, navose vasina kumbovona chiso changu panyama;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoda kuti muzive kurwa kukuru kwandinako pamusoro penyu, navari paRaodhikia, navose vasina kumboona chiso changu panyama;