Colossians 2:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
makaʋigwa pamŋe cete naye pakubapatidzwa, pamakamutswa ʋo pamŋe cete naye nokutenda kwenyu simba raMŋari wakamumutsa kuʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
makavigwa pamwe chete mukubhabhatidzwa uye mukamutswa pamwe chete naye nokutenda kwenyu musimba raMwari, akamumutsa kuvakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makavigwa pamwechete naye mukuombekwa, imomo makamuka naye pamusana pechitendero chenyu mukushanda kunoita Mwari akamumutsa kuvafi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
makavigwa pamwechete naye pakubhabhatidzwa, pamakamutswawo pamwechete naye nokutenda kwenyu simba raMwari akamumutsa kuvakafa.
Shona 2009?
maakavigwa pamwe chete naye pakubhabhatidzwa, pamakamutswavo pamwe chete naye nokutenda kwenyu simba raMwari wakamumutsa kuvakafa.
Shona SUB 2002 Bible
makavigwa pamwechete naye pakubhabhatidzwa, pamakamutswawo pamwechete naye nokutenda kwenyu simba raMwari akamumutsa kuvakafa.