Colossians 2:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaparadza ʋaɓati namasimba, akaʋaɓuɗisa pacena, akaʋakunda mauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akati abvisa ushe namasimba, akazvibudisa pachena, akazvikunda nomuchinjikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabvutira veukuru ukuru vaya namadzishe aya zvombo zvavo zvokurwisa achivaita ivo muenzaniso unoonekwa nani nani zvake achivakurira pachiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaparadza vabati namasimba, akavabudisa pachena, akavakunda mauri.
Shona 2009?
akaparadza vabati namasimba, akavabudisa pachena, akavakunda mauri.
Shona SUB 2002 Bible
akaparadza vabati namasimba, akavabudisa pachena, akavakunda mauri.